MANDAVA HIGH SCHOOL STUDENTS CONFESS JOINING SATANISM REVEALS OTHER MEMBERS INCLUDING TEACHERS


Nezuro pachikoro chemuno mu Zvishavane chinonzi Mandava High School pakaita shura hombe panguva ye Assembly masikati. Pane vana vechikoro vaka confessor kuti vaka joina satanism,uyezve vakabva vadura nemateacher arimowo mugroup re satanism.
Mazita evana ava zvese nema teacher tinawo but hatikwanisi kukuudzai.Two of the students are form2’s and 3 boys who are doing form 4 and the other 5 are doing form 5.Zvinonzi vakatanga kutaura neimwe language vakavhura maziso kunge vanhu vasvikirwa ne midzimu panguva yavaiva pa assembly,izvi zvakabva zvakonzera kuti vamwe vana vafende

Vana ava vaka confessor after Assembly kuti vakajoina satanism uyezve vakabva vatanga kutaridza ma teacher ma Tatooes avaiva nawo.Vakadura zvese nemazita avo avanodaidzwa navo.Sekunzwa kwedu zvinonzi in the recent months allot has been happening at Mandava High School. Pakambo urawa nyoka mu office ma headmaster after three days pakabva pa urawa imwe futi mu office ya Deputy Headmaster.Zvinonzi vana vechikoro dzimwe nguva vanongofenda.Last week umwe mwena akawanikwa akafenda mu library .

Even nema teachers pane umwe andi inboxer pano pa FB she dont want her name revealed ati “some times i just feel dizzy during teaching periods,ndikangosvika pachikoro ndongonzwa kuneta kunge munhu anorwara but kana ndava kumba zvese zvinopera”and the fact that these kids vabva vadura mazita ema teacher arimowo mu satanism,tavakutotya kushanda.

Mandava High School is the oldest secondary school in Zvishavane ,Chikoro ichi chakavakwa kunzira yekuenda ku Masvingo on the left side.Chikoro ichi chine history hombe 60% vanhu vakadzidzapo ruzhinji rwacho imbavha,mahure kana kuti marombe.

Published by tinobvarura

The best blog to keep you updated about everything https://pagead2.googlesyndication.com/pagead/js/adsbygoogle.js?client=ca-pub-7318754029360368

Leave a comment